Jeremiah 31:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakadzikinura Jakobo, akamurwira muruʋoko rwounopfuʋura nesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha achasunungura Jakobho, uye agovadzikinura kubva muruoko rwaivo vane simba kupinda ivo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chikonzero chacho ndechokuti Tenzi akaponesa vokwaJakobho achivanunura mumaoko meane simba kukunda iye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha wakadzikinura Jakobho, akamurwira muruoko rwounopfuura nesimba.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha wakadzikunura Jakobho, akamurwira muruoko rwounopfuura nesimba.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha akadzikinura Jakobho, akamurwira muruoko rwounopfuura nesimba.