Jeremiah 31:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋuya ʋaciimba panɀimbo yakakwirira yeZioni, ʋacayerera semvura kuneɀakanaka ɀaJehova, kuɀiyo, nokuwaini itȿa, nokumafuta, nokuɀiɓereko ɀamakwai neŋombe; mŋeya waʋo ucaʋa somunda wakaɗiridzwa, haʋaŋgatoŋgoʋi nokusuwa ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachauya vachipembera nomufaro pamusoro peZioni; vachafara nokupa zvakanaka kwaJehovha, nokuda kwezviyo, newaini itsva uye mafuta, namakwayana uye nemombe. Vachafanana nebindu rakanyatsodiridzwa, uye havachazosuwizve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachauya vagoimba vachiita zvokudaidzira pamutunhu wakatunhumara weZioni vachifarira mwoyo wakanaka waTenzi, vachifarira mbeswa newaini namafuta eorivhi, vachifarirawo vana vezvipfuwo zvavo nemhuru. Upenyu hwavo huchaita sebindu rinodiridzwa, havachazofazve vakazvidya mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachauya vachiimba panzvimbo yakakwirira yeZioni, vachayerera semvura kune zvakanaka zvaJehovha, kuzviyo, nokuwaini itsva, nokumafuta, nokuzvibereko zvamakwai nemombe; mweya wavo uchava somunda wakadiridzwa, havangatongovi nokusuwazve.
Shona 2009?
Vachauya vachiimba panzvimbo yakakwirira yeZiyoni, vachayerera semvura kune zvakanaka zvaJehovha, kuzviyo, nokuwaini itsva, nokumafuta, nokuzvibereko zvamakwai nemombe; mweya wavo uchava somunda wakadiridzwa, havangatongovi nokusuwazve.
Shona SUB 2002 Bible
Vachauya vachiimba panzvimbo yakakwirira yeZioni, vachayerera semvura kune zvakanaka zvaJehovha, kuzviyo, nokuwaini itsva, nokumafuta, nokuzvibereko zvamakwai nemombe; mweya wavo uchava somunda wakadiridzwa, havangatongovi nokusuwazve.