Jeremiah 31:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicagutisa mŋeya yaʋaprista namafuta, ʋuye ʋanhu ʋaŋgu ʋacaguta neɀakanaka ɀaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichagutsa vaprista nezvakawanda, uye vanhu vangu vachazadzwa nokupa zvakanaka kwangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti vapristi vanakirwe mumwoyo nezvakawanda vanhu vangu vachigutswa nezvakanaka zvangu ndozvinoreva Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichagutisa mweya yavapristi namafuta, uye vanhu vangu vachaguta nezvakanaka zvangu ndizvo zvinotaura Jehovha.”
Shona 2009?
"Ndichagutisa mweya yavaprista namafuta, uye vanhu vangu vachaguta nezvakanaka zvangu ndizvo zvinotaura Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichagutisa mweya yavapristi namafuta, uye vanhu vangu vachaguta nezvakanaka zvangu ndizvo zvinotaura Jehovha.”