Jeremiah 31:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Dzora inzwi rako pakucema, nameso ako pamisodzi, nokuti ɓasa rako ricaripirwa muɓairo — ndiɀo ɀinotaura Jehova; ʋacadzoka ɀe ʋacibva kunyika yaʋaʋeŋgi ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, “Dzora inzwi rako pakuchema nameso ako pamisodzi, nokuti basa rako richaripirwa,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Vachadzoka vachibva kunyika yomuvengi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, “Izwi rako ngarichirega kana kuburitsa misodzi mumaziso mako nokuti uchapiwa mubayiro webasa rako, ndizvo zviri kutaura Tenzi, uye vachadzoka vachibva kunyika yomuvengi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, ‘Dzora inzwi rako pakuchema, nameso ako pamisodzi, nokuti basa rako richaripirwa mubayiro, ndizvo zvinotaura Jehovha; vachadzokazve vachibva kunyika yavavengi vavo.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, `Dzora inzwi rako pakuchema, nameso ako pamisodzi, nokuti basa rako richaripirwa mubayiro, ndizvo zvinotaura Jehovha; vachadzokazve vachibva kunyika yavavengi vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, ‘Dzora izwi rako pakuchema, nameso ako pamisodzi, nokuti basa rako richaripirwa mubairo, ndizvo zvinotaura Jehovha; vachadzokazve vachibva kunyika yavavengi vavo.