Jeremiah 31:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Ʋanhu ʋakapukunyuka pamunondo, iʋo ʋaIsraeri, ʋakawana nyasha murenje, paŋguʋa yandakandoʋazorodza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, “Vanhu vakapukunyuka pamunondo vachawana nyasha mugwenga; ndichauya kuzopa zororo kuna Israeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, “Vanhu vakapunyuka bakatwa vaya vakawana nyasha kurenje, paitsvaga Isiraeri runyararo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, ‘Vanhu vakapukunyuka pamunondo, ivo vaIsiraeri, vakawana nyasha murenje, panguva yandakandovazorodza.’
Shona 2009?
`Vanhu vakapukunyuka pamunondo, ivo vaIsiraeri, vakawana nyasha murenje, panguva yandakandovazorodza.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, ‘Vanhu vakapukunyuka pamunondo, ivo VaIsiraeri, vakawana nyasha murenje, panguva yandakandovazorodza.’