Jeremiah 31:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaramba ucifambiro’mo kuȿikira riniko, iwe mukunda wokudzokera shure? Nokuti Jehova wakasika cinhu citȿa panyika, cokuti mukadzi ucambundikira murume.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchadzungaira kusvikira rinhiko, iwe mhandara yokusatendeka? Jehovha achasika chinhu chitsva panyika, zvokuti mukadzi achambundikira murume.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kusvikira rini chaizvo uchingowaya-waya kudai, nhaiwe mwanasikana asina kutendeka? Chavapo ndechokuti Tenzi asika chinhu chitsva panyika chokuti munhukadzi ndiye ava kupfimba munhurume.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ucharamba uchifambiramo kusvikira riniko, iwe mukunda wokudzokera shure? Nokuti Jehovha wakasika chinhu chitsva panyika, chokuti mukadzi uchambundikira murume.”
Shona 2009?
Ucharamba uchifambiramo kusvikira rinhiko, iwe mukunda wokudzokera shure? Nokuti Jehovha wakasika chinhu chitsva panyika, chokuti mukadzi uchambundikira murume."
Shona SUB 2002 Bible
Ucharamba uchifambiramo kusvikira rinhiko, iwe mukunda wokudzokera shure? Nokuti Jehovha akasika chinhu chitsva panyika, chokuti mukadzi uchambundikira murume.”