Jeremiah 31:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Juda namaguta aʋo ose ʋacagara’mo pamŋe cete, ʋarimi naʋanofamba namapoka aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vachagara pamwe chete muJudha nomumaguta ayo ose, varimi navaya vanofamba namapoka avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo nyika yokwaJudha namaguta ayo ose vachagarisana pamwechete navarimi vaya vanopota-pota zvavo namatanga avo ezvipfuwo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Judha namaguta avo ose vachagaramo pamwechete, varimi navanofamba namapoka avo.
Shona 2009?
"Judha namaguta avo ose vachagaramo pamwechete, varimi navanofamba namapoka avo.
Shona SUB 2002 Bible
“Judha namaguta avo ose vachagaramo pamwechete, varimi navanofamba namapoka avo.