Jeremiah 31:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakagutsa mŋeya wakaneta, nomŋeya mumŋe nomumŋe, unokusuwa, ndakausimbisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichasimbisa vanenge vaneta nokugutsa vanenge vaziya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ini ndichagutsa mweya wakaneta ndichisimbaradza mweya wose wakarukutika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakagutsa mweya wakaneta, nomweya mumwe nomumwe, unokusuwa, ndakausimbisa.
Shona 2009?
Nokuti ndakagutsa mweya wakaneta, nomweya mumwe nomumwe, unokusuwa, ndakausimbisa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakagutsa mweya wakaneta, nomweya mumwe nomumwe, unokusuwa, ndakausimbisa.