Jeremiah 31:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa awo haʋaŋgazoti: Madziɓaɓa akadya mazambiriŋga anoʋaʋa, meno aʋana ndokubgadzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mumazuva iwayo vanhu havangazoti, ‘Madzibaba akadya mazambiringa anovava, mazino avana akaita hwadzira.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumazuva iwayo vanhu vacharega kutaura muromo wokuti: “Madzibaba akadya magirepisi anovava, nezvo vana vaita ugugu mumazino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva awo havangazoti, ‘Madzibaba akadya madzambiringa anovava; meno avana ndokurwadzira.’
Shona 2009?
Namazuva awo havangazoti, `Madzibaba akadya mazambiringa anovava; meno avana ndokurwadzira.'
Shona SUB 2002 Bible
Namazuva awo havangazoti, ‘Madzibaba akadya mazambiringa anovava; meno avana ndokurwadzira.’