Jeremiah 31:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakaɀiratidza kwandiri ari kure, akati: Ɀirokwaɀo, ndakakuɗa noruɗo rusiŋgaperi, naiɀoɀo ndakakukweʋa noʋunyoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akazviratidza kwatiri kare, achiti, “Ndakakudai norudo rusingaperi; ndakakukwevai nokunaka kworudo rwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini Tenzi ndakazvionesa kwauri ndiri nechokure. Ndakakuda norudo rusina mugumo ndokusaka ini ndakaramba ndakangotendeka kwauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wakazviratidza kwandiri ari kure, akati, ‘Zvirokwazvo, ndakabuda norudo rusingaperi, naizvozvo ndakakukweva nohunyoro.
Shona 2009?
Jehovha wakazviratidza kwandiri ari kure, akati, `Zvirokwazvo, ndakabuda norudo rusingaperi, naizvozvo ndakakukweva nohunyoro.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akazviratidza kwandiri ari kure, akati, ‘Zvirokwazvo, ndakabuda norudo rusingaperi, naizvozvo ndakakukweva nohunyoro.