Jeremiah 31:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Kana ɗeŋga kumsoro ricibvira kuyerwa, nenheyo dzenyika pasi dzicibvira kunɀerwa, ipapo neni ʋo ndicarasha ʋana ʋose ʋaIsraeri nokuɗa kweɀose ɀaʋakaita — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, “Kana chete matenga ari kumusoro akagona kuyerwa, uye mhepo dzenyika dziri pasi dzikagona kunzverwa, ipapo ndipo pandingarambe zvizvarwa zvaIsraeri, nokuda kwezvose zvavakaita,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, “Kana matenga mudenga'mu achigona kuerwa, uye ugaro hwenyika muvhu umu huchigona kuongororwa, iniwo ndopandingarase zvizvarwa zvose zveIsiraeri ndichivarasira twose twavakabata, ndizvo zviri kutaura Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, ‘Kana denga kumusoro richibvira kuyerwa, nenheyo dzenyika pasi dzichibvira kunzverwa, ipapo neniwo ndicharasha vana vose vaIsiraeri nokuda kwezvose zvavakaita, ndizvo zvinotaura Jehovha.’
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, `Kana denga kumusoro richibvira kuyerwa, nenheyo dzenyika pasi dzichibvira kunzverwa, ipapo neniwo ndicharasha vana vose vaIsiraeri nokuda kwezvose zvavakaita, ndizvo zvinotaura Jehovha.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, ‘Kana denga kumusoro richibvira kuyerwa, nenheyo dzenyika pasi dzichibvira kunzverwa, ipapo neniwo ndicharasha vana vose VaIsiraeri nokuda kwezvose zvavakaita, ndizvo zvinotaura Jehovha.’