Jeremiah 32:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mukaɓuɗisa ʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri panyika yeEgipita, neɀiratidzo neɀishamiso necanza cinesimba, noruʋoko rwakatambanudzwa, ʋuye nokutyisa kukuru;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makabudisa vanhu venyu veIsraeri kubva muIjipiti nezviratidzo nezvishamiso, noruoko rune simba uye noruoko rwakatambanudzwa, uye nokutyisa kukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaburitsa vanhu venyu vaIsiraeri munyika yeIjipiti nezviratidzo nezvishamiso nesimba guru roruoko rwenyu noukuru hwenyu uye nezvinhu zvinodederesa kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mukabudisa vanhu venyu vaIsiraeri panyika yeIjipiti, nezviratidzo nezvishamiso nechanza chine simba, noruoko rwakatambanudzwa, uye nokutyisa kukuru;
Shona 2009?
mukabudisa vanhu venyu vaIsiraeri panyika yeIjipiti, nezviratidzo nezvishamiso nechanza chine simba, noruoko rwakatambanudzwa, uye nokutyisa kukuru;
Shona SUB 2002 Bible
mukabudisa vanhu venyu VaIsiraeri panyika yeIjipiti, nezviratidzo nezvishamiso nechanza chine simba, noruoko rwakatambanudzwa, uye nokutyisa kukuru;