Jeremiah 32:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakapinda, ʋakaiita yaʋo; asi haʋana‐kuterera inzwi renyu, kana kufamba nemirairo yenyu; haʋana‐kutoŋgoita cinhu cimŋe ceɀose ɀamakaʋaraira kuti ʋaɀiite; naiɀoɀo makaʋuyisa iɀi ɀose pamsoro paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapinda vakaitora kuti ive yavo, asi havana kukuteererai kana kutevera murayiro wenyu; havana kuita zvamakanga mavarayira kuti vaite. Saka makauyisa njodzi yose iyi pamusoro pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakapindamo vakaiitawo yavo, asi havana kuteerera izwi renyu kana kutevedza mutemo wenyu. Hapana kana chavakaita pazvinhu zvose zvamakavatemera kuti vaite. Ndokusaka imi makaita kuti nhamo iyi ivawire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakapinda, vakaiita yavo; asi havana kuterera inzwi renyu, kana kufamba nemirairo yenyu; havana kutongoita chinhu chimwe chezvose zvamakavaraira kuti vazviite; naizvozvo makauyisa izvi zvose pamusoro pavo.
Shona 2009?
vakapinda, vakaiita yavo; asi havana kuteerera inzwi renyu, kana kufamba nemirairo yenyu; havana kutongoita chinhu chimwe chezvose zvamakavaraira kuti vazviite; naizvozvo makauyisa izvi zvose pamusoro pavo.
Shona SUB 2002 Bible
vakapinda, vakaiita yavo; asi havana kuteerera izwi renyu, kana kufamba nemirairo yenyu; havana kutongoita chinhu chimwe chezvose zvamakavaraira kuti vazviite; naizvozvo makauyisa izvi zvose pamusoro pavo.