Jeremiah 32:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakandifuratira, haʋana‐kunditarira neɀiso ɀaʋo; kunyaŋge ndaiʋadzidzisa, ndicimuka maŋgwanani ndiciʋadzidzisa, asi haʋana‐kuterera nokutenda kuraŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakandifuratira uye havana kunditarisa nezviso zvavo; kunyange ndakavadzidzisa ndadzidzisazve, havana kuteerera kana kutsiurika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatondipa gotsi vachirega kunditarisa uye kunyange zvazvo ndakaramba ndichivadzidzisa, ivo havana kana kumboteerera kuti vagamuchire zvavaiudzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vakandifuratira, havana kunditarira nezviso zvavo; kunyange ndaivadzidzisa, ndichimuka mangwanani ndichivadzidzisa, asi havana kuterera nokutenda kurangwa.
Shona 2009?
"Vakandifuratira, havana kunditarira nezviso zvavo; kunyange ndaivadzidzisa, ndichimuka mangwanani ndichivadzidzisa, asi havana kuteerera nokutenda kurangwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Vakandifuratira, havana kunditarira nezviso zvavo; kunyangwe ndaivadzidzisa, ndichimuka mangwanani ndichivadzidzisa, asi havana kuteerera nokutenda kurangwa.