Jeremiah 32:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋakaisa ɀinonyaŋgadza ɀaʋo muimba yakatumidzwa zita raŋgu, kuti ʋaiȿiɓise.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaisa zvifananidzo zvavo zvinonyangadza mumba yakatumidzwa Zita rangu vakaisvibisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatogadziki zvavo zvandisingade mumba inodaidzwa nezita rangu, kuin'oresa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi vakaisa zvinonyangadza zvavo muimba yakatumidzwa zita rangu, kuti vaisvibise.
Shona 2009?
"Asi vakaisa zvinonyangadza zvavo muimba yakatumidzwa zita rangu, kuti vaisvibise.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi vakaisa zvinonyangadza zvavo mumba yakatumidzwa zita rangu, kuti vaisvibise.