Jeremiah 32:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndicaʋaʋuŋganidza kunyika dzose kwandakaŋga ndaʋadziŋgira nokutsamŋa kwaŋgu nehasha dzaŋgu, ʋuye neshuŋgu dzaŋgu huru, ndicaʋadzosera ɀe kunɀimbo ino, nokuʋagarisa ʋakaceŋgetwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo ndichavaunganidza kubva kunyika dzose dzandakanga ndavadzingira pakutsamwa kwangu kukuru nehasha dzangu huru; ndichavadzosazve kunzvimbo ino ndigovagarisa zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwa, ndichavakokorodza kunyika dzose kwandakavadzingira ndakatsamwa ndakashatirwa ndakapaka nehasha zvikuru kwazvo. Ndichavadzorera kunzvimbo ino vachizogara vakachengeteka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarirai, ndichavaunganidza kunyika dzose kwandakanga ndavadzingira nokutsamwa kwangu nehasha dzangu, uye neshungu dzangu huru, ndichavadzoserazve kunzvimbo ino, nokuvagarisa vakachengetwa.
Shona 2009?
"Tarirai, ndichavaunganidza kunyika dzose kwandakanga ndavadzingira nokutsamwa kwangu nehasha dzangu, uye neshungu dzangu huru, ndichavadzoserazve kunzvimbo ino, nokuvagarisa vakachengetwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarirai, ndichavaunganidza kunyika dzose kwandakanga ndavadzingira nokutsamwa kwangu nehasha dzangu, uye neshungu dzangu huru, ndichavadzoserazve kunzvimbo ino, nokuvagarisa vakachengetwa.