Jeremiah 32:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naJehova: Seɀandakaʋuyisa ɀakaipa iɀi ɀikuru ɀose pamsoro paʋanhu aʋa, saiɀoɀo ʋo ndicaʋuyisa pamsoro paʋo ɀakanaka ɀose ɀandakaʋapikira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha: Sezvandakauyisa njodzi huru yose iyi pamusoro pavanhu ava, saizvozvo ndichavapa kubudirira kwose kwandakavavimbisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chikonzero ndechokuti, zvanzi naTenzi, sezvandakangoita kupinza nhamo vanhu ava ndozvandichangoitawo, ndava kuvawanisa zvakanaka zvose zvandakavavimbisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Sezvandakauyisa zvakaipa izvi zvikuru zvose pamusoro pavanhu ava, saizvozvowo ndichauyisa pamusoro pavo zvakanaka zvose zvandakavapikira.
Shona 2009?
"Nokuti zvanzi naJehovha, `Sezvandakauyisa zvakaipa izvi zvikuru zvose pamusoro pavanhu ava, saizvozvowo ndichauyisa pamusoro pavo zvakanaka zvose zvandakavapikira.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Sezvandakauyisa zvakaipa izvi zvikuru zvose pamusoro pavanhu ava, saizvozvowo ndichauyisa pamusoro pavo zvakanaka zvose zvandakavapikira.