Jeremiah 32:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Minda icateŋgwa munyika ino yamunoti iɗoŋgo, hainaʋanhu kana ɀipfuwo, yaiswa mumaʋoko aʋaKardea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakare, minda ichatengwa munyika ino yamunoti, ‘Idongo, haina vanhu kana zvipfuwo, nokuti yakaiswa mumaoko avaBhabhironi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Minda ichatengwa munyika iyo ino iyi yauri kuti yava renje risisina munhu kana mhuka yatoiswa mumaoko mavaKaridhea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Minda ichatengwa munyika ino yamunoti idongo, haina vanhu kana zvipfuo, yaiswa mumaoko avaKaradhea.’
Shona 2009?
Minda ichatengwa munyika ino yamunoti idongo, haina vanhu kana zvipfuwo, yaiswa mumaoko avaKaradhea.'
Shona SUB 2002 Bible
Minda ichatengwa munyika ino yamunoti idongo, haina vanhu kana zvipfuo, yaiswa mumaoko avaKaradhia.’