Jeremiah 32:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye ucandoisa Zedekia Babironi, agare’ko kuȿikira ndicimushanyira — ndiɀo ɀinotaura Jehova; kunyaŋge mukarwa naʋaKardea hamuŋgakundi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye achaendesa Zedhekia kuBhabhironi, kwaachagara kusvikira ndagadzirisana naye, ndizvo zvinotaura Jehovha. Kana ukarwa navaBhabhironi haungavakundi.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achaendesa Zedhekiya kuBhabhironi, achagara ikoko kusvikira ndazomushanyira, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Kunyange zvazvo muchirwisana navaKaridhea sei, hamusi kuzokurira?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye uchandoisa Zedhekia Bhabhironi, agareko kusvikira ndichimushanyira, ndizvo zvinotaura Jehovha; kunyange mukarwa navaKaradhea hamungakundi?”
Shona 2009?
iye uchandoisa Zedhekia Bhabhironi, agareko kusvikira ndichimushanyira, ndizvo zvinotaura Jehovha; kunyange mukarwa navaKaradhea hamungakundi?"
Shona SUB 2002 Bible
iye uchandoisa Zedhekiya Bhabhironi, agareko kusvikira ndichimushanyira, ndizvo zvinotaura Jehovha; kunyangwe mukarwa navaKaradhia hamungakundi?”