Jeremiah 32:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, Hanameri mŋanakomana waSharumi, sekuru ʋako, ucaʋuya kwauri, aciti: Ɀiteŋgere munda waŋgu uri paAnatoti, nokuti ndiwe unesimba rokuudzikinura nokuuteŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hanameri mwanakomana wasekuru vako Sharumi achauya kwauri achiti, ‘Tenga munda wangu uri paAnatoti, nokuti sezvo uriwe hama yepedyo, ndiwe une kodzero yokuutenga.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chiona, Hananero mwanakomana wokwaSharumu babamudiki vako, achauya kwauri achiti, ‘Tengai zvenyu munda wangu uri kuAnatoti nokuti mvumo yokuununura muchiutenga ndeyenyu imi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Tarira, Hanameri mwanakomana waSharumi, sekuru vako, uchauya kwauri, achiti, “Zvitengere munda wangu uri paAnatoti, nokuti ndiwe une simba rokuudzikinura nokuutenga.”’ ”
Shona 2009?
‘Tarira, Hanameri mwanakomana waSharumi, sekuru vako, uchauya kwauri, achiti, "Zvitengere munda wangu uri paAnatoti, nokuti ndiwe une simba rokuudzikunura nokuutenga." ' "
Shona SUB 2002 Bible
‘Tarira, Hanameri mwanakomana waSharumi, sekuru vako, uchauya kwauri, achiti, “Zvitengere munda wangu uri paAnatoti, nokuti ndiwe une simba rokuudzikinura nokuutenga.” ’ ”