Jeremiah 33:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Panɀimbo ino yamunoti yakaparadzwa, hainaʋanhu kana ɀipfuwo, imo mumaguta aJuda, nomunzira dzomuJerusarema, maŋgoʋa neɗoŋgo, musinaʋanhu ʋagere’mo, kana ɀipfuwo, pacanzwika ɀe
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha, ‘Munoti pamusoro penzvimbo ino, “Yaparara, haina vanhu vanogaramo kana mhuka dzinogaramo.” Asi mumaguta eJudha nomumigwagwa yeJerusarema makasiyiwa musina chinhu, musingachagarwi navanhu kana nemhuka, muchanzwikwazve
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, munzvimbo ino iyi yaunoti, “Yava dongo risina munhu kana mhuka, imo mumaguta okwaJudha nomumigwagwa yeJerusaremu zvaparara izvi zvisisina munhu ageremo kana mhuka, muchatozonzwikazve
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, “Panzvimbo ino yamunoti yakaparadzwa, haina vanhu kana zvipfuo, imo mumaguta aJudha, nomunzira dzomuJerusaremu, mangova nedongo, musina vanhu vageremo, kana zvipfuo, pachanzwikazve
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, "Panzvimbo yamunoti yakaparadzwa, haina vanhu kana zvipfuwo, imo mumaguta aJudha, nomunzira dzomuJerusaremu, mangova nedongo, musina vanhu vageremo, kana zvipfuwo, pachanzwikwazve
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, “Panzvimbo ino yamunoti yakaparadzwa, haina vanhu kana zvipfuo, imo mumaguta aJudha, nomunzira dzomuJerusaremu, mangova nedongo, musina vanhu vageremo, kana zvipfuo, pachanzwikazve