Jeremiah 33:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova wehondo: Panɀimbo ino yakaparadzwa, isinaʋanhu kana ɀipfuwo, napamaguta ari’po, pacaʋa ɀe namafuro aʋafudzi, ʋanoʋatisa makwai aʋo pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Munzvimbo ino, yakaparara uye isina vanhu kana mhuka, mumaguta ayo ose aripo muchava namafuro avafudzi okuvatisa makwai avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, “Munzvimbo ino iyoyi yava dongo risisina munhu kana mhuka nomumaguta ayo ose, muchavazve nemisasa yavafudzi vachizorodza zvavo matanga avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha wehondo, “Panzvimbo ino yakaparadzwa, isina vanhu kana zvipfuo, napamaguta aripo, pachavazve namafuro avafudzi, vanovatisa makwai avo pasi.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha wehondo, "Panzvimbo ino yakaparadzwa, isina vanhu kana zvipfuwo, napamaguta aripo, pachavazve namafuro avafudzi, vanovatisa makwai avo pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha wehondo, “Panzvimbo ino yakaparadzwa, isina vanhu kana zvipfuo, napamaguta aripo, pachavazve namafuro avafudzi, vanovatisa makwai avo pasi.