Jeremiah 33:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Kana suŋgano yaŋgu yamasikati noʋusiku isi’po, kana ndisinakutemera ɗeŋga napasi mirairo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, ‘Kana ndikasasimbisa sungano yangu namasikati nousiku nemitemo yakatemwa yematenga napasi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, dai ndakanga ndisina kunge ndakaitirana chitenderano nesiku kana nesikati nezvirongwa zvedenga napasi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, ‘Kana sungano yangu yamasikati nohusiku isipo, kana ndisina kutemera denga napasi mirairo;
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, `Kana sungano yangu yamasikati novusiku isipo, kana ndisina kutemera denga napasi mirairo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, ‘Kana sungano yangu yamasikati nousiku isipo, kana ndisina kutemera denga napasi mirairo;