Jeremiah 33:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌanai kwandiri, ndicakupindurai, ndicakuratidzai ɀinhu ɀikuru ɀakaʋanzika, ɀamusiŋgaziʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Danai kwandiri uye ndichakupindurai uye ndichakuudzai zvinhu zvikuru zvakavanzika zvamusingazivi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Daidzirai kwandiri ndinokupindurai ndichikuudzai zvinhu zvikuru zvakavanzika zvamusati mamboziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Danai kwandiri, ndichakupindurai, ndichakuratidzai zvinhu zvikuru zvakavanzika, zvamusingazivi.’
Shona 2009?
Danai kwandiri, ndichakupindurai, ndichakuratidzai zvinhu zvikuru zvakavanzika, zvamusingazivi.'
Shona SUB 2002 Bible
‘Danai kwandiri, ndichakupindurai, ndichakuratidzai zvinhu zvikuru zvakavanzika, zvamusingazivi.’