Jeremiah 33:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndicaʋaʋigira mufaro pamuʋiri nokupora, ini ndicaʋaporesa; ndicaʋaratidza rugare rwakawanda neɀokwaɗi yakawanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kunyange zvakadaro hazvo, ndicharivigira utano nokurapwa; ndicharapa vanhu vangu uye ndichaita kuti vave norugare rwakawanda nokuchengetedzeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chionai, ndichariwanisa utano nokuriporesa uye ndichavarapa ndichivaonesa kubudirira chaiko kwakanyanya nokuchengetedzeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, ndichavavigira mufaro pamuviri nokupora, ini ndichavaporesa; ndichavaratidza rugare rwakawanda nezvokwadi yakawanda.
Shona 2009?
Tarirai, ndichavavigira mufaro pamuviri nokupora, ini ndichavaporesa; ndichavaratidza rugare rwakawanda nezvokwadi yakawanda.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, ndichavavigira mufaro pamuviri nokupora, ini ndichavaporesa; ndichavaratidza rugare rwakawanda nezvokwadi yakawanda.