Jeremiah 34:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi makadzoka, mukamhura zita raŋgu, mukadzosa mumŋe nomumŋe muranda wake nomumŋe nomumŋe mushandiri wake, ʋamakaŋga matendera kuti ʋaende haʋo nokuɗa kwaʋo, mukaʋamanikidza ɀe kuti ʋaʋe ʋaranda naʋashandiri ʋenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino mashanduka ndokuzvidza zita rangu; mumwe nomumwe wenyu adzosa nhapwa dzavarume navakadzi vamakanga masunungura kuti vaende kwavaida. Makavamanikidza kuti vave nhapwa dzenyu zvakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi pidigu mon'oresa zita rangu, mumwe nomumwe wotorazve muranda wake wechirume newechikadzi vamakanga mambosunungura maererano nezvidowo zvavo, uye makatovaisazve pasi penyu savaranda venyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi makadzoka, mukamhura zita rangu, mukadzosa mumwe nomumwe muranda wake nomumwe nomumwe mushandiri wake, vamakanga matendera kuti vaende havo nokuda kwavo, mukavamanikidzazve kuti vave varanda navashandiri venyu.
Shona 2009?
"Asi makadzoka, mukamhura zita rangu, mukadzosa mumwe nomumwe muranda wake nomumwe nomumwe mushandiri wake, vamakanga matendera kuti vaende havo nokuda kwavo, mukavamanikidzazve kuti vave varanda navashandiri venyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi makadzoka, mukamhura zita rangu, mukadzosa mumwe nomumwe muranda wake nomumwe nomumwe mushandiri wake, vamakanga matendera kuti vaende havo nokuda kwavo, mukavamanikidzazve kuti vave varanda navashandiri venyu.