Jeremiah 34:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo muprofita Jeremia akataura mashoko awa ose kunaZedekia mambo waJuda paJerusarema,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muprofita Jeremia akataurira Zedhekia mambo weJudha zvose izvi, ari muJerusarema,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muporofita Jeremiya akataura mashoko ose iwaya kuna Zedhekiya mambo wokwaJudha muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo muporofita Jeremiya akataura mashoko aya ose kuna Zedhekia mambo waJudha paJerusaremu,
Shona 2009?
Ipapo muporofita Jeremiya akataura mashoko aya ose kuna Zedhekia mambo waJudha paJerusaremu,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo muporofita Jeremiya akataura mashoko aya ose kuna Zedhekiya mambo waJudha paJerusaremu,