Jeremiah 34:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neŋguʋa yakarwa hondo yamambo weBabironi neJerusarema ʋuye namaguta ose aJuda akaŋga asara, neRakishi neAzeka, nokuti ndiyo yakaŋga yasara pamaguta aJuda, ari maguta akakombga noruȿiŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
hondo yamambo weBhabhironi payakanga ichirwa neJerusarema namamwe maguta eJudha akanga achakashingirira, Rakishi neAzeka. Aya ndiwo chete maguta akanga asara muJudha akakomberedzwa namasango.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo hondo yamambo weBhabhironi yakanga ichirwisa Jerusaremu namaguta okwaJudha ose akanga asara anoti Rakishi neAzeka nokuti iwaya ndiwo oga maguta etsvingo okwaJudha akanga asara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenguva yakarwa hondo yamambo weBhabhironi neJerusaremu uye namaguta ose aJudha akanga asara, neRakishi neAzeka, nokuti ndiyo yakanga yasara pamaguta aJudha, ari maguta akakombwa norusvingo.
Shona 2009?
nenguva yakarwa hondo yamambo weBhabhironi neJerusaremu uye namaguta ose aJudha akanga asara, neRakishi neAzeka, nokuti ndiyo yakanga yasara pamaguta aJudha, ari maguta akakombwa norusvingo.
Shona SUB 2002 Bible
nenguva yakarwa hondo yamambo weBhabhironi neJerusaremu uye namaguta ose aJudha akanga asara, neRakishi neAzeka, nokuti ndiyo yakanga yasara pamaguta aJudha, ari maguta akakombwa norusvingo.