Jeremiah 35:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko, rakaȿika kunaJeremia ricibva kunaJehova namazuʋa aJehoiakimi, mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iri ndiro shoko rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha pamazuva okutonga kwaJehoyakimi, mwanakomana waJosia mambo weJudha, richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko iri rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Tenzi mumazuva aJehoyakimu mwanakomana waJosiya mambo wokwaJudha richiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shoko, rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha namazuva aJehoiakimu, mwanakomana waJosia, mambo waJudha, richiti,
Shona 2009?
Shoko, rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha namazuva aJehoiakimu, mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Shoko, rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha namazuva aJehoiakimu, mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, richiti,