Jeremiah 35:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova wehondo, Mŋari waIsraeri: Enda undoʋudza ʋarume ʋaJuda, naʋagere Jerusarema, uti: Hamutendi kuraŋgwa, kuti muterere mashoko aŋgu here? — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha, Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri: Enda undoudza varume veJudha navanhu veJerusarema kuti, ‘Hamudzidziwo chidzidzo here mugoteerera mashoko angu?’ ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, Mwari weIsiraeri, enda undotaurira vanhu vokwaJudha navagari veJerusaremu kuti, ‘Hamudi here kunzwa zvandinokuudzai kana kuteerera mazwi angu?’ Ndizvo zviri kubvunza Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Enda undoudza varume vaJudha, navagere Jerusaremu,’ uti, ‘Hamutendi kurangwa, kuti muterere mashoko angu here? Ndizvo zvinotaura Jehovha.’
Shona 2009?
"Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, `Enda undoudza varume vaJudha, navagere Jerusaremu,' uti, `Hamutendi kurangwa, kuti muteerere mashoko angu here? Ndizvo zvinotaura Jehovha.'
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Enda undoudza varume vaJudha, navagere Jerusaremu,’ uti, ‘Hamutendi kurangwa, kuti muterere mashoko angu here? Ndizvo zvinotaura Jehovha.’