Jeremiah 35:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJonadabi mŋanakomana waRekabi ʋakaterera murairo waɓaɓa ʋaʋo, waakaʋaraira, asi ʋanhu aʋa haʋana‐kunditerera;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaJonadhabhi mwanakomana waRekabhi vakachengeta murayiro wavakapiwa natateguru wavo, asi vanhu ava havana kunditeerera.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga wani vana vokwaJonadhabhu mwanakomana waRekabhu vakachengeta murao wavakatemerwa nababa wavo. Asi vanhu ava havana kunditeerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vanakomana vaJonadhabhi mwanakomana waRekabhi vakaterera murayiro wababa wavo, waakavaraira, asi vanhu ava havana kunditerera;
Shona 2009?
"Vanakomana vaJonadhabhi mwanakomana waRekabhi vakateerera murayiro wababa wavo, waakavaraira, asi vanhu ava havana kunditeerera;
Shona SUB 2002 Bible
“Vanakomana vaJonadhabhi mwanakomana waRekabhi vakateerera murairo wababa wavo, waakavaraira, asi vanhu ava havana kunditeerera;