Jeremiah 35:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo ɀanzi naJehova wehondo, iye Mŋari waIsraeri: Jonadabi mŋanakomana waRekabi haaŋgashaiwi munhu uŋgamira pamberi paŋgu nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ‘Jonadhabhi mwanakomana waRekabhi haangamboshayiwi munhu angandishumira.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nezvo zvanzi naTenzi wehondo nehondo, Mwari weIsiraeri: Jonadhabhu mwanakomana waRekabhu haazombofa akashaya murume anondishandira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo zvanzi naJehovha wehondo, iye Mwari waIsiraeri, ‘Jonadhabhi mwanakomana waRekabhi haangashaiwi munhu ungamira pamberi pangu nokusingaperi.’ ”
Shona 2009?
naizvozvo zvanzi naJehovha wehondo, iye Mwari waIsiraeri, `Jonadhabhi mwanakomana waRekabhi haangashaiwi munhu ungamira pamberi pangu nokusingaperi.' "
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo zvanzi naJehovha wehondo, iye Mwari waIsiraeri, ‘Jonadhabhi mwanakomana waRekabhi haangashaiwi munhu ungamira pamberi pangu nokusingaperi.’ ”