Jeremiah 35:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakatora Jaazania mŋanakomana waJeremia, mŋanakomana waHabazinia, nehama dzake, naʋanakomana ʋake ʋose, neimba yose yaʋaRekabi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndakaenda ndikandotora Jaazania mwanakomana waJeremia, mwanakomana waHabhazinia, nehama dzake uye navakomana vake vose, mhuri yose yavaRekabhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvowo ini ndakatora Jaazaniya mwanakomana waJeremiya mwanakomana wokwaHabhaziniya, pamwechete navakoma navanun'una vake navanakomana vake vose nemba yose zvayo yekwaRekabhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakatora Jaazania mwanakomana waJeremiya, mwanakomana waHabhazania, nehama dzake, navanakomana vake vose, neimba yose yavaRekabhi.
Shona 2009?
Ipapo ndakatora Jaazania mwanakomana waJeremiya, mwanakomana waHabhazania, nehama dzake, navanakomana vake vose, neimba yose yavaRekabhi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakatora Jaazania mwanakomana waJeremiya, mwanakomana waHabhazania, nehama dzake, navanakomana vake vose, neimba yose yavaRekabhi.