Jeremiah 35:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikaʋaisa mumba maJehova, mukamuri yaʋanakomana ʋaHanani mŋanakomana waIgdaria, munhu waMŋari, yaiʋa pedyo nekamuri yamacinda, yakaŋga iri pamsoro pekamuri yaMaaseia mŋanakomana waSharumi, mutariri wecikumbaridzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavapinza mumba maJehovha, mukamuri ravanakomana vaHanani mwanakomana waIgidharia munhu waMwari. Yakanga iri pedyo nekamuri yamachinda, yakanga iri pamusoro peyaMaaseya mwanakomana waSharumi, mutariri womukova.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaenda navo kumba kwaTenzi ndikapinda navo mune imwe imba yemo yavanakomana vokwaHanani mwanakomana waIbhudhariya munhu waMwari, imba yaiva pedyo nemba yamachinda pamusoro pemba yokwaMaaseya, mwanakomana waSharumu muchengetedzi wapamusuo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikavaisa mumba maJehovha, mukamuri yavanakomana vaHanani mwanakomana waIghidhari, munhu waMwari, yaiva pedyo nekamuri yamachinda, yakanga iri pamusoro pekamuri yamachinda, yakanga iri pamusoro pekamuri yaMaaseia mwanakomana waSharumi, mutariri wechikumbaridzo.
Shona 2009?
Ndikavaisa mumba maJehovha, mukamuri yavanakomana vaHanani mwanakomana waIghidhari, munhu waMwari, yaiva pedo nekamuri yamachinda, yakanga iri pamusoro pekamuri yamachinda, yakanga iri pamusoro pekamuri yaMaaseia mwanakomana waSharumi, mutariri wechikumbaridzo.
Shona SUB 2002 Bible