Jeremiah 35:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikagadza pamberi paʋanakomana ʋeimba yaʋaRekabi mbiya dzizere newaini nemikombe, ndikati kwaʋari: Inwai waini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakagadzika hari dzizere newaini nemikombe pamberi pavarume vemhuri yavaRekabhi ndikati kwavari, “Inwai waini.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakabva ndagadzikira vokwaRekabhu hari dzizere newaini nemikombe ndikati kwavari, “Inwai waini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikagadza pamberi pavanakomana veimba yavaRekabhi mbiya dzizere newaini nemikombe, ndikati kwavari, “Inwai waini.”
Shona 2009?
Ndikagadza pamberi pavanakomana veimba yavaRekabhi mbiya dzizere newaini nemikombe, ndikati kwavari, "Imwai waini."
Shona SUB 2002 Bible
Ndikagadza pamberi pavanakomana veimba yavaRekabhi mbiya dzizere newaini nemikombe, ndikati kwavari, “Inwai waini.”