Jeremiah 35:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye musaʋaka dzimba, kana kudɀara mbeu, kana kurima minda yemizambiriŋga, kana kuʋa naɀo; asi munofanira kugara mumatente mazuʋa enyu ose, kuti mugare mazuʋa mazhinji munyika mamunogara muri ʋatorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakare, hamufaniri kutombovaka dzimba, kana kudyara mbeu kana kurima minda yemizambiringa; hamufaniri kuva nechimwe chezvinhu izvi, asi munofanira kugara mumatende nguva dzose. Ipapo muchararama mazuva akawanda munyika iyo yamuri vatorwa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamufaniri kuvaka imba, hamufaniri kudyara mbeu, hamufanirewo kusima kana nomunda wemagirepisi zvawo. Asi kutoti munofanira kugara mumisasa yematendhe mazuva ose oupenyu hwenyu kuitira kuti mugare mazuva akawanda panyika yamunoti apa garei tamei apa garei tamei.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye musavaka dzimba, kana kudyara mbeu, kana kurima minda yemidzambiringa, kana kuva nazvo; asi munofanira kugara mumatende mazuva enyu ose, kuti mugare mazuva mazhinji munyika mamunogara muri vatorwa.’
Shona 2009?
uye musavaka dzimba, kana kudzvara mbeu, kana kurima minda yemizambiringa, kana kuva nazvo; asi munofanira kugara mumatende mazuva enyu ose, kuti mugare mazuva mazhinji munyika mamunogara muri vatorwa.'
Shona SUB 2002 Bible
uye musavaka dzimba, kana kudyara mbeu, kana kurima minda yemizambiringa, kana kuva nazvo; asi munofanira kugara mumatende mazuva enyu ose, kuti mugare mazuva mazhinji munyika mamunogara muri vatorwa.’