Jeremiah 35:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana kuɀiʋakira dzimba matiŋgagara; ʋuye hatineminda yemizambiriŋga, kana mimŋe minda, kana mbeu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana kuvaka dzimba dzokugara, kana kuva neminda yemizambiringa, kana minda, kana mbeu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuti tirege kuvaka dzimba dzokugara. Hatina kana munda wamagirepisi kana munda zvawo kana mbeu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana kuzvivakira dzimba matingagara; uye hatina minda yemidzambiringa, kana mimwe minda, kana mbeu;
Shona 2009?
kana kuzvivakira dzimba matingagara; uye hatina minda yemizambiringa, kana mimwe minda, kana mbeu;
Shona SUB 2002 Bible
kana kuzvivakira dzimba matingagara; uye hatina minda yemizambiringa, kana mimwe minda, kana mbeu;