Jeremiah 36:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore recinna raJehoiakimi mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, shoko iri rakaȿika kunaJeremia ricibva kunaJehova, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore rechina raJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, shoko iri rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha, richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore rechina rokutonga kwaJehoyakimu mwanakomana waJosiya mambo wokwaJudha, shoko iri rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Tenzi richiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore rechina raJehoiakimu mwanakomana waJosia, mambo waJudha, shoko iri rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha, richiti,
Shona 2009?
Zvino negore rechina raJehoiakimu mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, shoko iri rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore rechina raJehoiakimu mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, shoko iri rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha, richiti,