Jeremiah 36:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Micaia mŋanakomana waGemaria, mŋanakomana waShafani, wakati anzwa mashoko ose aJehova mubuku,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mikaya mwanakomana waGemaria, mwanakomana waShafani, akati anzwa mashoko ose aJehovha aibva murugwaro rwakapetwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikaya mwanakomana waGemariya mwanakomana wokwaShafani paakanzwa mashoko ose aTenzi achiverengwa mubhuku iroro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mikaia mwanakomana waGemaria, mwanakomana waShafani, wakati anzwa mashoko ose aJehovha mubhuku,
Shona 2009?
Zvino Mikaia mwanakomana waGemaria, mwanakomana waShafani, wakati anzwa mashoko ose aJehovha mubhuku,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mikaia mwanakomana waGemaria, mwanakomana waShafani, wakati anzwa mashoko ose aJehovha mubhuku,