Jeremiah 36:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaɓurukira kumba kwamambo, mukamuri yomunyori, wanei, macinda ose agere’po, ʋaiti, Erishama munyori, naDeraia mŋanakomana waShemaia, naErnatani mŋanakomana waAkbori, naGemaria mŋanakomana waShafani, naZedekia mŋanakomana waHanania, namacinda ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akaburuka akaenda kukamuri romunyori mumuzinda wamambo, makanga mugere machinda ose, aiti: Erishama munyori, Dheraya mwanakomana waShemaya, Erinatani mwanakomana waAkibhori, Gemaria mwanakomana waShafani, Zedhekia mwanakomana waHanania, nemamwe machinda ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akadzika kumuzinda wamambo akasvikopinda mumba yomunyori. Izvozvo machinda ose akanga ageremo. Paiti munyori Erishama, pouya Dheraya mwanakomana wokwaShemaya tevere Erinatani mwanakomana wokwaAkibhori, uyewo Gemariya mwanakomana wokwaShafani, kozoti Zedhekiya mwanakomana waHananiya namachinda ose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaburukira kumba kwamambo, mukamuri yomunyori, wanei, machinda ose agerepo, vaiti, Erishama munyori, naDheraia mwanakomana waShemaia, naErinatani mwanakomana waAkibhori, naGemaria mwanakomana waShafani, naZedhekia mwanakomana waHanania, namachinda ose.
Shona 2009?
akaburukira kumba kwamambo, mukamuri yomunyori, wanei, machinda ose agerepo, vaiti, Erishama munyori, naDheraia mwanakomana waShemaia, naErinatani mwanakomana waAkibhori, naGemaria mwanakomana waShafani, naZedhekiya mwanakomana waHanania, namachinda ose.
Shona SUB 2002 Bible
akaburukira kumba kwamambo, mukamuri yomunyori, wanei, machinda ose agerepo, vaiti, Erishama munyori, naDheraia mwanakomana waShemaia, naErinatani mwanakomana waAkibhori, naGemaria mwanakomana waShafani, naZedhekiya mwanakomana waHanania, namachinda ose.