Jeremiah 36:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mikaia akaʋaparadzira mashoko ose aakanzwa, Baruki aciraʋa mubuku ʋanhu ʋaciɀinzwa nenzeʋe dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge Mikaya avaudza zvose zvaakanga anzwa Bharuki achiverengera vanhu kubva murugwaro rwakapetwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikaya akavarondedzera mazwi ose aakanga anzwa paiverenga Bharuku bhuku riya vanhu vachizvinzwira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mikaia akavaparidzira mashoko ose aakanzwa, Bharuki achirava mubhuku vanhu vachizvinzwa nenzeve dzavo.
Shona 2009?
Ipapo Mikaia akavaparidzira mashoko ose aakanzwa, Bharuki achirava mubhuku vanhu vachizvinzwa nenzeve dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mikaia akavaparidzira mashoko ose aakanzwa, Bharuki achirava mubhuku vanhu vachizvinzwa nenzeve dzavo.