Jeremiah 36:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋanzwa mashoko ose, ʋakatarirana ʋacitya, ʋakati kunaBaruki: Ɀirokwaɀo ticaʋudza mambo mashoko awa ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vanzwa mashoko ose aya, vakatarisana vachitya ndokuti kuna Bharuki, “Tinofanira kuzivisa mashoko ose aya kuna mambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatarisana vava kutya vakabva vati kuna Bharuku, “Tinofanira kundonyatsopira mashoko aya kuna mambo nezvinhu zvose zvarehwa izvozvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vanzwa mashoko ose, vakatarirana vachitya, vakati kuna Bharuki, “Zvirokwazvo tichaudza mambo mashoko awa ose.”
Shona 2009?
Zvino vakati vanzwa mashoko ose, vakatarirana vachitya, vakati kuna Bharuki, "Zvirokwazvo tichaudza mambo mashoko awa ose."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vanzwa mashoko ose, vakatarirana vachitya, vakati kuna Bharuki, “Zvirokwazvo tichaudza mambo mashoko awa ose.”