Jeremiah 36:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakabvunza Baruki, ʋaciti: Ɀino citiʋudza kuti wakanyora mashoko awa ose sei, acibva mumuromo make.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakabvunza Bharuki, vakati, “Tiudze, wakanyora sei izvi zvose? Jeremia ndiye akakutaurira here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabvunza Bharuku voti, “Tiudze. Zvakambouya sei chaizvo kuti iwe uzonyora mazwi ose iwaya?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakabvunza Bharuki, vachiti, “Zvino chitiudza kuti wakanyora mashoko awa ose sei, achibva mumuromo make.”
Shona 2009?
Vakabvunza Bharuki, vachiti, "Zvino chitiudza kuti wakanyora mashoko awa ose sei, achibva mumuromo make."
Shona SUB 2002 Bible
Vakabvunza Bharuki, vachiti, “Zvino chitiudza kuti wakanyora mashoko awa ose sei, achibva mumuromo make.”