Jeremiah 36:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Baruki akaʋapindura, akati: Wakandiparidzira mashoko awa ose nomuromo wake, ndikaanyora neiŋgi mubuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharuki akapindura akati, “Hongu, akanditaurira mashoko ose aya, ini ndikaanyora neingi murugwaro rwakapetwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaibva mumuromo make here izvi?” Bharuku ndokupindura achiti, “Akaita zvokunditaurira mazwi ose iwaya ini ndichinyora neingi mubhuku rokumononora irori.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Bharuki akavapindura, akati, “Wakandiparidzira mashoko awa ose nomuromo wake, ndikaanyora neingi mubhuku.”
Shona 2009?
Ipapo Bharuki akavapindura, akati, "Wakandiparidzira mashoko awa ose nomuromo wake, ndikaanyora neingi mubhuku."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Bharuki akavapindura, akati, “Wakandiparidzira mashoko awa ose nomuromo wake, ndikaanyora neingi mubhuku.”