Jeremiah 36:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo macinda akati kunaBaruki: Endai mundoʋanda, iwe naJeremia, kurege kuʋa nomunhu unoziʋa kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo machinda akati kuna Bharuki, “Iwe naJeremia endai mundovanda. Ngakurege kuva nomunhu anoziva kwamunenge muri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Machinda iwayo akabva aruma nzeve Bharuku oti, “Chiendai mundohwanda, iwe naJeremiya parege kuva kana nomumwe anoziva kwamuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo machinda akati kuna Bharuki, “Endai mundovanda, iwe naJeremiya, kurege kuva nomunhu unoziva kwamuri.”
Shona 2009?
Ipapo machinda akati kuna Bharuki, "Endai mundovanda, iwe naJeremiya, kurege kuva nomunhu unoziva kwamuri."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo machinda akati kuna Bharuki, “Endai mundovanda, iwe naJeremiya, kurege kuva nomunhu unoziva kwamuri.”