Jeremiah 36:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo wakaŋga agere muimba yakaʋakirwa ŋguʋa yecando nomŋedzi wepfumbamŋe, mŋoto ucipfuta pamberi pake pacaeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakanga uri mwedzi wechipfumbamwe uye mambo akanga akagara muimba yakavakirwa nguva yechando, moto uchipfuta mumbaura yaiva pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwoyo wakanga uri mwedzi wechipfumbamwe, mambo agere hake mumba yake yenguva yechando. Izvozvo paiva nomoto wairirima muchoto iye achigota moto hake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo wakanga agere muimba yakavakirwa nguva yechando nomwedzi wepfumbamwe, moto uchipfuta pamberi pake pachaenga.
Shona 2009?
Zvino mambo wakanga agere muimba yakavakirwa nguva yechando nomwedzi wepfumbamwe, moto uchipfuta pamberi pake pachaenga.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo wakanga agere muimba yakavakirwa nguva yechando nomwedzi wepfumbamwe, moto uchipfuta pamberi pake pachaenga.