Jeremiah 36:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shoko raJehova rakaȿika kunaJeremia, mambo apisa rugwaro rwakapetwa, namashoko akaŋga anyorwa naBaruki acibva mumuromo waJeremia, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati apisa rugwaro rwakapetwa rwaiva namashoko akanga anyorwa naBharuki achitaurirwa naJeremia, shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremia, richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mushure mokunge mambo apisa bhuku rokumononora riya ramazwi akanyorwa naBharuku achibva mumuromo maJeremiya, shoko raTenzi rakauya kuna Jeremiya rikati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremiya, mambo apisa rugwaro rwakapetwa, namashoko akanga anyorwa naBharuki achibva mumuromo waJeremiya, richiti,
Shona 2009?
Zvino shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremiya, mambo apisa rugwaro rwakapetwa, namashoko akanga anyorwa naBharuki achibva mumuromo waJeremiya, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremiya, mambo apisa rugwaro rwechimononorwa, namashoko akanga anyorwa naBharuki achibva mumuromo waJeremiya, richiti,