Jeremiah 36:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀimŋe imba yaJuda ʋacanzwa ɀakaipa ɀose ɀandinofuŋga kuʋaitira, kuti ʋadzoke mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa, ndiʋakaŋganwire kuipa kwaʋo neɀiʋi ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvimwe vanhu veJudha vakanzwa pamusoro penjodzi imwe neimwe yandakaronga kuisa pamusoro pavo, vangadzoka mumwe nomumwe wavo kubva pazvakaipa zvake; ipapo ndichavakanganwira zvakaipa zvavo nechivi chavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvimwe vemba yokwaJudha vanganzwe zvakaipa zvose zvandiri kufunga kuvapinza mazviri zvikaita kuti munhu wose asiyane nenzira yake yakaipa kuti ndivaregerere uipi hwavo nechitadzo chavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvimwe imba yaJudha vachanzwa zvakaipa zvose zvandinofunga kuvaitira, kuti vadzoke mumwe nomumwe panzira yake yakaipa, ndivakanganwire kuipa kwavo nezvivi zvavo.”
Shona 2009?
"Zvimwe imba yaJudha vachanzwa zvakaipa zvose zvandinofunga kuvaitira, kuti vadzoke mumwe nomumwe panzira yake yakaipa, ndivakangamwire kuipa kwavo nezvivi zvavo."
Shona SUB 2002 Bible
“Zvimwe imba yaJudha vachanzwa zvakaipa zvose zvandinofunga kuvaitira, kuti vadzoke mumwe nomumwe panzira yake yakaipa, ndivakanganwire kuipa kwavo nezvivi zvavo.”