Jeremiah 36:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova pamsoro paJehoiakimi mambo waJuda: Haaŋgaʋi nomumŋe ucagara pacigaro coʋushe caDavidi; citunha cake cicakandirwa kunze masikati kana kucipisa, noʋusiku kana kunecando.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, zvanzi naJehovha pamusoro paJehoyakimi mambo weJudha: Haangawani mumwe achagara pachigaro choushe chaDhavhidhi; mutumbi wake uchakandwa kunze kunopisa masikati uye kune chando usiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Tenzi ari kutaura nezvaJehoyakimu mambo wokwaJudha kuti haazofa akawana wokwake anozogara pachigaro choumambo hwokwaDhavhidhi uye chitunha chake chichakandwa panze chitsve nezuva masikati usiku chichitonhorwa nechando.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo zvanzi naJehovha pamusoro paJehoiakimu mambo waJudha, ‘Haangavi nomumwe uchagara pachigaro choushe chaDhavhidhi; chitunha chake chichakandirwa kunze masikati kana kuchipisa, nohusiku kana kune chando.
Shona 2009?
"Naizvozvo zvanzi naJehovha pamusoro paJehoiakimu mambo waJudha, ‘Haangavi nomumwe uchagara pachigaro choushe chaDhavhidhi; chitunha chake chichakandirwa kunze masikati kana kuchipisa, novusiku kana kune chando.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo zvanzi naJehovha pamusoro paJehoiakimu mambo waJudha, ‘Haangavi nomumwe uchagara pachigaro choushe chaDhavhidhi; chitunha chake chichakandirwa kunze masikati kana kuchipisa, nohusiku kana kune chando.