Jeremiah 36:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jeremia wakaɗana Baruki mŋanakomana waNeria, Baruki akanyora parugwaro rwakapetwa mashoko ose aJehova akabva mumuromo waJeremia, aakataura kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jeremia akadana Bharuki mwanakomana waNeria, uye Jeremia, paaimuverengera mashoko ose akanga ataurwa naJehovha kwaari, Bharuki ainge achianyora murugwaro rwakapetwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Jeremiya akadaidza Bharuku mwanakomana waNeriya. Bharuku akazonyora mubhuku rokumononora, mazwi achibva mumuromo maJeremiya, mazwi ose aakanga ataurirwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jeremiya wakadana Bharuki mwanakomana waNeria, Bharuki akanyora parugwaro rwakapetwa mashoko ose aJehovha akabva mumuromo waJeremiya, aakataura kwaari.
Shona 2009?
Ipapo Jeremiya wakadana Bharuki mwanakomana waNeria, Bharuki akanyora parugwaro rwakapetwa mashoko ose aJehovha akabva mumuromo waJeremiya, aakataura kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jeremiya wakadana Bharuki mwanakomana waNeria, Bharuki akanyora parugwaro rwakapetwa mashoko ose aJehovha akabva mumuromo waJeremiya, aakataura kwaari.